Zvakazarurwa 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa wechitanhatu akadurura ndiro yake parwizi rukuru Yufuratesi, uye mvura yarwo ikapwa kuti nzira yamadzimambo okumabvazuva ivepo.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:6-20