Zvakazarurwa 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakatuka Mwari wokudenga nokuda kwokurwadziwa kwavo namaronda avo, asi vakaramba kutendeuka pane zvavakanga vaita.

Zvakazarurwa 16

Zvakazarurwa 16:2-20