Zvakazarurwa 12:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shato huru yakakandwa pasi, iyo nyoka yekare inonzi dhiabhori, kana kuti Satani, anotsausa nyika yose. Akakandwa panyika pamwe chete navatumwa vake.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-10