Zvakazarurwa 12:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndakanzwa inzwi guru kudenga richiti:“Zvino ruponeso nesimba noumambo hwaMwari wedu zvasvika,uye nesimba raKristu wake.Nokuti mupomeri wehama dzedu,Iye akavapomera pamberi paMwari wedu masikati nousiku,akandwa panyika.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:1-15