Zvakazarurwa 12:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo shato yakatsamwira mukadzi uye ikaenda kundorwa navana vake vakanga vasara, vaya vanoteerera mirayiro yaMwari uye vachibatirira pauchapupu hwaJesu.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:10-17