Zvakazarurwa 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi nyika yakabatsira mukadzi nokuzarura muromo wayo uye ikamedza rwizi rwakanga rwabudiswa neshato mumuromo wayo.

Zvakazarurwa 12

Zvakazarurwa 12:11-17