Zvakazarurwa 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mitumbi yavo icharaswa munzira yomuguta guru, rinonzi kana richifananidzirwa, Sodhomu neIjiipiti, uko kwakarovererwawo Ishe wavo.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:1-12