Zvakazarurwa 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino pavanenge vapedza kupupura kwavo, chikara chinobva mugomba rakadzika zvisina mugumo chichavarwisa, chigovakunda uye chichavauraya.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:6-15