Zvakazarurwa 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ndichapa simba kuzvapupu zvangu zviviri, uye vachaprofita kwamazuva chiuru chimwe chete namazana maviri namakumi matanhatu, vakapfeka nguo dzamasaga.”

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:1-13