Zvakazarurwa 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi usiye ruvazhe rwokunze; usaruyera, nokuti rwakapiwa kuvaHedheni. Vachafamba-famba muguta dzvene kwemwedzi makumi mana nemiviri.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:1-7