Zvakazarurwa 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva yacho iyoyo kwakava nokudengenyeka kukuru kwenyika uye chegumi cheguta chikawondomoka. Zviuru zvinomwe zvavanhu zvakaurayiwa mukudengenyeka kwenyika ikoko, uye vakasara vakavhundutswa nazvo uye vakarumbidza Mwari wokudenga.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:12-18