Zvakazarurwa 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakanzwa inzwi guru richibva kudenga richiti, “Kwirai kuno.” Uye vakakwira kudenga vari mugore, vavengi vavo vachizviona.

Zvakazarurwa 11

Zvakazarurwa 11:2-17