Zvakazarurwa 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, ari kuuya namakore,uye meso ose achamuona,kunyange naivo vakamubaya;uye marudzi ose enyika achachema nokuda kwake.Saka zvichaita saizvozvo! Ameni.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:2-12