Zvakazarurwa 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akatiita ushe nouprista kuti tishumire Mwari wake naBaba, vake ngaave nokubwinya nesimba nokusingaperi-peri! Ameni.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:1-10