Zvakazarurwa 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pandakamuona, ndakawira patsoka dzake kunge ndafa. Ipapo akaisa ruoko rwake rworudyi pamusoro pangu akati, “Usatya. Ndini Wokutanga neWokupedzisira.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:12-20