Zvakazarurwa 1:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akanga akabata nyeredzi nomwe muruoko rwake rworudyi, uye mumuromo make makabuda munondo unopinza, unocheka mativi ose. Chiso chake chakanga chakaita sezuva rinopenya nokupenya kwaro kwose.

Zvakazarurwa 1

Zvakazarurwa 1:6-18