Zekaria 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Maoko aZerubhabheri akateya nheyo dzetemberi ino; maoko ake achaipedzisazve. Ipapo uchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwauri.

Zekaria 4

Zekaria 4:5-14