Zekaria 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ndiani anoshora zuva rezvinhu zviduku? Vanhu vachafara pavachaona rwodzi rwokuyera muruoko rwaZerubhabheri. “(Zvinomwe izvi ndizvo maziso aJehovha, anoona nyika yose.)”

Zekaria 4

Zekaria 4:9-14