Zekaria 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hari imwe neimwe iri muJerusarema uye nomuJudha ichava tsvene kuna Jehovha Wamasimba Ose, uye vose vachauya kuzobayira vachatora dzimwe hari vagodzibikira. Uye pazuva iro hakuchazovazve nomuKenani muimba yaJehovha Wamasimba Ose.

Zekaria 14

Zekaria 14:15-21