Zekaria 14:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iroro pamabhera amabhiza pachanyorwa kuti, UTSVENE KUNA JEHOVHA, uye hari dzokubikira dziri mumba maJehovha dzichafanana nembiya tsvene dziri pamberi pearitari.

Zekaria 14

Zekaria 14:12-21