Zekaria 14:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu.

2. Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa, asi vamwe vanhu vose havazobviswi muguta.

Zekaria 14