Zekaria 14:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa, asi vamwe vanhu vose havazobviswi muguta.

Zekaria 14

Zekaria 14:1-9