Zekaria 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakafudza makwai akatsaurirwa kundobayiwa kunyanya ainzwisa urombo. Ipapo ndakatora tsvimbo mbiri ndikatumidza imwe kuti Nyasha uye imwe Kubatana, uye ndakafudza makwai.

Zekaria 11

Zekaria 11:1-12