Zekaria 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti handichazonzwirizve vanhu venyika tsitsi,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ndichaisa mumwe nomumwe kumuvakidzani wake uye kuna mambo wake. Vachamanikidza nyika, uye handingavanunuri kubva pamaoko avo.”

Zekaria 11

Zekaria 11:4-14