Zekaria 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Ikande kumuumbi wehari, muripo wakanaka wavakanditenga nawo!” Saka ndakatora makumi matatu esirivha aya ndikaakanda muimba yaJehovha kumuumbi wehari.

Zekaria 11

Zekaria 11:11-17