Zekaria 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakaaudza kuti, “Kana muchiona zvakanaka, ndipei muripo wangu, asi kana zvisina, uchengetei.” Nokudaro vakandipa mubayiro wangu wamakumi matatu esirivha.

Zekaria 11

Zekaria 11:4-14