Zefania 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo ndichakuunganidzai; Panguva iyoyo ndichakuuyisai kumusha. Ndichakupai rukudzo nerumbidzo pakati pavanhu vose vapanyika, pandichadzora pfuma yenyu muchizviona nameso enyu,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Zefania 3

Zefania 3:14-20