Zefania 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva iyoyo ndichatonga vose vakakumanikidza; ndichanunura vakaremara uye ndichaunganidza vaya vakaparadzirwa. Ndichavapa rumbidzo norukudzo munyika dzose dzavakaiswa pakunyadziswa.

Zefania 3

Zefania 3:13-20