Zefania 3:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha abvisa kurangwa kwako kwose, adzinga muvengi wako. Jehovha, Mambo waIsraeri, anewe; hauzotyizve kuti ungakuvadzwa nechinhu chipi zvacho.

Zefania 3

Zefania 3:9-20