Zefania 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imba, iwe Mwanasikana weZioni, danidzira, iwe Israeri! Fara ugofarisisa nomwoyo wako wose, iwe Mwanasikana weJerusarema!

Zefania 3

Zefania 3:5-16