Zefania 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sirivha yavo kana goridhe ravo hazvingagoni kuvaponesa, pazuva rokutsamwa kwaJehovha. Mumoto wegodo rake nyika yose ichaparadzwa, nokuti achauyisa magumo pakarepo kuna vose vanogara panyika.”

Zefania 1

Zefania 1:12-18