Zefania 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove.

Zefania 1

Zefania 1:9-18