Zefania 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva iro richava rokutsamwa, zuva rokudzungaira nokumanikidzwa, zuva rokutambudzika nokuparadzwa, zuva rerima nokusuwa, zuva ramakore nezarima.

Zefania 1

Zefania 1:9-18