Zefania 1:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zuva guru raJehvha rava pedyo pedyo, uye riri kuuya nokukurumidza. Teererai! Kuchema pazuva raJehovha kucharwadza, kuchema kwemhere ipapo.

Zefania 1

Zefania 1:11-16