Vatongi 9:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhimereki namapoka aakanga anaye vakamhanyira pamukova wokupinda pasuo reguta. Ipapo mapoka maviri akamhanyira vaya vakanga vari kuminda vakavauraya.

Vatongi 9

Vatongi 9:43-49