Vatongi 9:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akatora vanhu vake, akavakamura akavaisa mumapoka matatu akavandira musango. Akati achiona vanhu vachibuda muguta, akasimuka kuti avarwise.

Vatongi 9

Vatongi 9:36-50