Vatongi 9:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zebhuri akati kwaari, “Kutaura kwako kukuru kuripiko zvino, iyewe waiti, ‘Abhimereki ndianiko kuti isu tive varanda kwaari?’ Handiti ava ndivo vanhu vawaizvidza here? Chibuda undorwa navo!”

Vatongi 9

Vatongi 9:35-39