Vatongi 9:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Gaari akadanidzirazve akati, “Tarira vanhu vari kuburuka kubva pakati penyika, rimwe boka riri kubva nenzira yomuti wavavuki.”

Vatongi 9

Vatongi 9:27-43