Vatongi 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bvunzai vose vanogara muShekemu kuti, “Zviri nani kwamuri ndezvipi: Kuti mutongwe navanakomana vose vaJerubhi-Bhaari vari makumi manomwe kana kungotongwa nomunhu mumwe chete? Murangarire kuti ini ndiri nyama neropa renyu.”

Vatongi 9

Vatongi 9:1-11