Vatongi 9:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhimereki mwanakomana waJerubhi-Bhaari akaenda kuhanzvadzi dzamai vake vaiva muShekemu akati kwavari uye nokuna vose veimba yamai vake,

Vatongi 9

Vatongi 9:1-3