Vatongi 7:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mapoka matatu akaridza hwamanda uye akaputsawo zvirongo. Vakabata mwenje mumaoko avo oruboshwe uye vakabata noruoko rworudyi hwamanda dzavaizoridza, vakadanidzira vachiti, “Munondo waJehovha nowaGidheoni!”

Vatongi 7

Vatongi 7:15-25