Vatongi 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gidheoni navarume zana vaiva naye vakasvika kumucheto kwomusasa pakutanga kwenguva yapakati pousiku yokurinda, pachangoiswa mumwe murindi. Vakaridza hwamanda dzavo uye vakaputsa zvirongo zvaiva mumaoko avo.

Vatongi 7

Vatongi 7:9-20