Vatongi 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akauya akagara pasi pomuouki muOfira raJoashi muAbhiezeri, paipurwa gorosi naGidheoni mwanakomana wake muchisviniro chewaini, kuti aivanze kubva kuvaMidhiani.

Vatongi 6

Vatongi 6:5-18