Vatongi 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati kwamuri, ‘Ndini Jehovha Mwari wenyu, musanamata vamwari vavaAmori, vamugere munyika yavo.’ Asi hamuna kunditeerera.”

Vatongi 6

Vatongi 6:9-11