Vatongi 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuti akanga ane ngoro dzesimbi mazana mapfumbamwe uye akadzvinyirira vaIsraeri zvakaipisisa kwazvo, vakachemera rubatsiro kuna Jehovha.

Vatongi 4

Vatongi 4:1-4