Vatongi 4:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehovha akavatengesa mumaoko aJabhani, mambo weKenani, aitonga ari muHazori. Mukuru wehondo yake akanga ari Sisera, uyo aigara muHarosheti Hagoyimi.

Vatongi 4

Vatongi 4:1-8