Vatongi 3:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Nditeverei, nokuti Jehovha aisa Moabhu muvengi wenyu, mumaoko enyu.” Saka vakaburuka vakamutevera, uye vakatora mazambuko eJorodhani okuenda kuMoabhu, vakasatendera munhu kuyambuka.

Vatongi 3

Vatongi 3:18-31