Vatongi 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati asvika ikoko, akaridza hwamanda ari munyika yezvikomo yeEfuremu, uye vaIsraeri vakaburuka naye vachibva kuzvikomo, iye achivatungamirira.

Vatongi 3

Vatongi 3:17-29