Vatongi 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakabvunza vakati, “Ndavapiko pamarudzi aIsraeri vakatadza kuungana navamwe pamberi paJehovha paMizipa?” Vakawana kuti kwakanga kusina munhu aibva kuJabheshi Gireadhi akanga auya kumusasa kuungano.

Vatongi 21

Vatongi 21:1-17