Vatongi 21:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tichapa seiko vakadzi kuna avo vakasara, sezvo takapika kuna Jehovha kuti tirege kupa upi zvake wavanasikana vedu kuti awanikwe navo.

Vatongi 21

Vatongi 21:1-17